1 Madzimambo 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akati kuna baba vangu Dhavhidhi, ‘Nokuti zvakanga zviri mumwoyo mako kuti uvakire Zita rangu temberi, wakaita zvakanaka kuva naizvozvo mumwoyo mako.

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:12-23