1 Madzimambo 7:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Soromoni haana kuyera zvinhu zvose izvi nokuti zvakanga zvakawanda kwazvo; uremu hwendarira hahuna kuzivikanwa.

1 Madzimambo 7

1 Madzimambo 7:46-51