1 Madzimambo 7:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akaita madhishi endarira gumi, rimwe nerimwe richipinda mabhati makumi manau uye rakafara makubhiti mana, dhishi rimwe chete richizoiswa patafura imwe neimwe yetafura gumi.

1 Madzimambo 7

1 Madzimambo 7:34-45