1 Madzimambo 7:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita Gungwa reNdarira yakanyauswa, redenderedzwa rakanga rine upamhi hwamakubhiti gumil pamuromo, uye rakareba makubhiti mashanu pakukwirira kwaro. Zvaitora tambo yakareba makubhiti makumi matatum kuti iripoteredze pakuyera.

1 Madzimambo 7

1 Madzimambo 7:14-32