1 Madzimambo 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaitawo misoro yembiru yendarira yakanyungurutswa miviri, yokugadzika pamusoro pembiru, musoro mumwe nomumwe wakanga wakareba makubhiti mashanuj pakukwirira kwawo.

1 Madzimambo 7

1 Madzimambo 7:8-19