1 Madzimambo 6:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaitawo makonhi maviri omuti womusipuresi, mapenga maviri egonhi rimwe aigona kupetwa, uye mapenga maviri erimwe gonhi aigona kupetwa.

1 Madzimambo 6

1 Madzimambo 6:33-38