Biravira raiva mberi kweimba huru yetemberi rakawedzera upamhi hwetemberi hwamakubhiti makumi mavirid uye rakanga rakapfuurira mberi kwetemberi namakubhiti gumie.