1 Madzimambo 6:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaveza mifananidzo yamakerubhi, yemiti yemichindwi neyamaruva akazaruka, pamadziro ose akatenderedza mudzimba dzomukati nedzimba dzokunze.

1 Madzimambo 6

1 Madzimambo 6:19-36