1 Madzimambo 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Soromoni akafukidza mukati metemberi yose negoridhe rakaisvonaka, uye akaisa ngetani dzegoridhe dzakachinjika pamberi penzvimbo tsvene yomukati, iyo yakanga yakafukidzwa mukati mose negoridhe.

1 Madzimambo 6

1 Madzimambo 6:19-31