1 Madzimambo 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hiramu akati anzwa shoko raSoromoni, akafara zvikuru, uye akati, “Jehovha ngaarumbidzwe nhasi, nokuti apa Dhavhidhi mwanakomana ane uchenjeri kuti atonge rudzi rukuru urwu.”

1 Madzimambo 5

1 Madzimambo 5:1-10