1 Madzimambo 4:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakauya vachibva kunyika dzose kuti vazonzwa uchenjeri hwaSoromoni; vakauya vachitumwa namadzimambo ose enyika akanga anzwa nezvouchenjeri hwake.

1 Madzimambo 4

1 Madzimambo 4:25-34