1 Madzimambo 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erihorefi naAhija, vanakomana vaShisha vaiva vanyori; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wenhoroondo dzenyika;

1 Madzimambo 4

1 Madzimambo 4:1-8