1 Madzimambo 4:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatariri vakatsvakira Mambo Soromoni navose vaiuya kuzodya naMambo Soromoni patafura yake zvokudya, mumwe nomumwe mumwedzi wake. Vakaona kuti hapana chaishayikwa.

1 Madzimambo 4

1 Madzimambo 4:20-34