1 Madzimambo 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Geheri mwanakomana waUri, munyika yeGireadhi (nyika yaSihoni mambo wavaAmori nenyika yaOgi mambo weBhashani). Ndiye aiva mubati oga mudunhu iri.

1 Madzimambo 4

1 Madzimambo 4:14-26