1 Madzimambo 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bheni-gebheri munyika yeRamoti Gireadhi (misha yaJairi, mwanakomana waManase munyika yeGireadhi yaiva yake, pamwe chete nedunhu reArigobhi munyika yeBhashani namaguta aro makuru makumi matanhatu aiva namasvingo ane masuo endarira);

1 Madzimambo 4

1 Madzimambo 4:6-14