1 Madzimambo 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino, Jehovha Mwari wangu, makaita muranda wenyu mambo panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi. Asi ini ndinongova hangu mwana mudiki uye handizivi mashandiro andingaita mabasa angu.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:1-10