1 Madzimambo 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino nezuva rechitatu mushure mokuberekwa kwomwana wangu, mukadzi uyu akaponawo mwana. Takanga tiri toga; hapana mumwe munhu akanga ari mumba kunze kwedu isu vaviri.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:11-24