1 Madzimambo 22:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mambo weIsraeri akaunganidza pamwe chete, vaprofita, vangangoita varume mazana mana, akavabvunza akati, “Ndoenda here kundorwa neRamoti Gireadhi, kana kuti ndoregera?”Vakapindura vakati, “Endai nokuti Jehovha achaiisa muruoko rwamambo.”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:1-12