1 Madzimambo 22:53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akashandira uye akanamata Bhaari, akaita kuti Jehovha, Mwari weIsraeri atsamwe, sezvakanga zvaitwa nababa vake.

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:52-53