1 Madzimambo 22:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehoshafati akavaka chitsama chezvikepe chokutakurisa zvinhu zvokutengesa kuti zviende kuOfiri kundotora goridhe, asi hazvina kuenda nokuti zvakaparara paEzioni Gebheri.

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:46-52