1 Madzimambo 22:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mumwe murume akapfura museve wake chipfurepfure akabva abaya mambo weIsraeri paisangana zvipenga zvembatya dzake dzehondo. Mambo akati kumuchairi wengoro yake, “Tendeutsa ngoro undibvise pano pari kurwiwa. Ndakuvadzwa.”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:28-36