1 Madzimambo 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIsraeri akanga ati kuvaranda vake, “Hamuzivi here kuti Ramoti Gireadhi ndeyedu asi hapana chatiri kuita kuti tiitore zvakare kubva kuna mambo weAramu?”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:1-8