1 Madzimambo 22:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mikaya akati, “Kana zvikaitika kuti madzoka norugare, Jehovha haana kutaura neni.” Ipapo akatizve, “Inzwai mashoko angu imi vanhu mose!”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:18-30