1 Madzimambo 22:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaana akaenda kwaari akarova Mikaya nembama. Akamubvunza achiti, “Mweya waJehovha wakafamba nenzira ipiko uchibva kwandiri kuti uzotaura kwauri?”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:14-26