1 Madzimambo 22:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mikaya akapindura akati, “Ndakaona Israeri yose yakapararira pamakomo samakwai asina mufudzi, uye Jehovha akati, ‘Vanhu ava havana tenzi. Mumwe nomumwe wavo ngaaende kumba norugare.’ ”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:9-18