1 Madzimambo 22:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakasvika, mambo akamubvunza akati, “Mikaya, toenda here kundorwa neRamoti Gireadhi, kana kuti torega?”Akapindura akati, “Rwisai mukunde nokuti Jehovha achariisa muruoko rwamambo.”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:12-24