1 Madzimambo 22:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhume yakanga yaenda kundodana Mikaya yakati kwaari, “Tarirai, somunhu mumwe chete, vamwe vaprofita vari kutaura kuti mambo vachabudirira. Shoko renyu ngaribvumirane neravo, uye mutaurewo zvakanaka.”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:12-17