1 Madzimambo 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jezebheri, mukadzi wake akati, “Izvi ndizvo here zvamunoita samambo weIsraeri? Simukai mudye! Faranukai. Ndichakuwanirai munda wemizambiringa waNabhoti muJezireeri.”

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:5-15