1 Madzimambo 21:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Waona here kuti Ahabhu azvininipisa sei pamberi pangu? Nokuti azvininipisa, handichauyisa dambudziko guru iri mumazuva ake, asi ndichariuyisa paimba yake mumazuva omwanakomana wake.”

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:23-29