1 Madzimambo 21:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti imba yako ifanane neyaJerobhoamu mwanakomana waNebhati neyaBhaasha mwanakomana waAhija, nokuti waita kuti ndishatirwe uye waita kuti Israeri iite chivi.’

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:14-28