1 Madzimambo 21:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jezebheri paakangonzwa chete kuti Nabhoti akanga atakwa namabwe akafa, akati kuna Ahabhu, “Simukai muende mundotora munda wemizambiringa waNabhoti muJezireeri waakaramba kukutengeserai. Haachisiri mupenyu, asi afa.”

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:9-22