1 Madzimambo 21:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo nhubu mbiri dzakauya dzikagara dzakatarisana naye dzikapomera Nabhoti mhosva pamberi pavanhu, dzichiti, “Nabhoti akatuka Mwari namambo.” Naizvozvo vakamutora vakaenda naye kunze kweguta vakamutaka namabwe kusvikira afa.

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:10-20