1 Madzimambo 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwapera nguva yakati, pane imwe nyaya yakaitika pamusoro pomunda wemizambiringa waNabhoti muJezireeri. Munda wemizambiringa uyu waiva muJezireeri, pedyo nomuzinda waAhabhu mambo weSamaria.

1 Madzimambo 21

1 Madzimambo 21:1-6