1 Madzimambo 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIsraeri akadana vakuru vose venyika akati kwavari, “Tarisai muone kuti murume uyu ari kutsvaga muromo sei! Paakati ari kuda kutora vakadzi vangu navana vangu, nesirivha yangu negoridhe rangu, handina kurambira.”

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:5-10