1 Madzimambo 20:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuna mambo, “Zvanzi naJehovha, ‘Wakasunungura munhu wandakanga ndati anofanira kufa. Naizvozvo upenyu hwako huchatsiva hwake, vanhu vako vachatsiva vanhu vake.’ ”

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:33-43