Muranda wenyu paakanga ari mubishi rokuita basa pano nekoko, murume uya akanyangarika.”Mambo weIsraeri akati, “Iwoyo ndiwo mutongo wako. Ndiwe wautaura woga.”