1 Madzimambo 20:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo muprofita akati, “Zvausina kuteerera Jehovha, uchingobva pano pandiri, uchaurayiwa neshumba.” Zvino murume uyu achangobva paakanga ari, shumba yakamuwana ikamuuraya.

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:28-39