1 Madzimambo 20:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varanda vake vakati kwaari, “Tarirai, takanzwa kuti madzimambo eimba yaIsraeri ane tsitsi. Ngatiendei kuna mambo weIsraeri takasungirira masaga muzviuno zvedu, uye takasunga misoro yedu netambo. Zvichida angakuregai muri mupenyu.”

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:21-37