1 Madzimambo 20:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munofanirawo kuzviunganidzira hondo yakafanana neyamakarasikirwa nayo, bhiza nebhiza nengoro nengoro, kuitira kuti tikwanise kurwa navaIsraeri mumapani. Ipapo zvirokwazvo tichavakurira.” Akabvumirana navo akaita saizvozvo.

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:20-35