1 Madzimambo 20:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahabhu akabvunza akati, “Asi ndiani achaita izvi?”Muprofita akapindura akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Majaya amachinda omumatunhu ndiwo achazviita.’ ”Akabvunza akati, “Zvino ndiani achatanga hondo yacho?”Muprofita akapindura akati, “Ndiwe uchaitanga.”

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:11-20