1 Madzimambo 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bheni-hadhadhi akanzwa shoko iri iye namadzimambo pavakanga vachinwa vari mumisasa, akabva arayira mauto ake akati, “Gadzirirai kundorwisa.” Saka vakagadzirira kundorwisa guta.

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:8-20