1 Madzimambo 20:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Bheni-hadhadhi akatumira rimwe shoko kuna Ahabhu achiti, “Vamwari ngavaitewo kwandiri, vanyanyise kudaro, kana guruva ringakwana kupa mumwe nomumwe wamauto angu kuti azadze chanza chake rikasara muSamaria.”

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:4-16