1 Madzimambo 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Rangarira kuti unayewo Shimei, mwanakomana waGera, muBhenjamini wokuBhahurimu, uyo akandituka zvakaipa kwazvo musi wandakaenda kuMahanaimu. Paakadzika kuzosangana neni paJorodhani, ndakapika kwaari naJehovha ndikati, ‘Handisi kuzokuuraya nomunondo.’

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:1-17