1 Madzimambo 2:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akadana Shimei akati kwaari, “Handina here kukupikisa naJehovha ndikakuyambira ndichiti, ‘Nomusi wauchabva uchienda kumwe, ziva kuti uchafa.’ Panguva iyoyo wakati kwandiri, ‘Zvamataura zvakanaka. Ndichateerera.’

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:38-44