1 Madzimambo 2:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Bhenaya akapinda mutende raJehovha akati kuna Joabhu, “Zvanzi namambo, ‘Buda.’ ”Asi iye akapindura akati, “Kwete, ndichafira pano.”Bhenaya akandoti kuna mambo, “Aya ndiwo mapindurirwo andaitwa naJoabhu.”

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:27-39