1 Madzimambo 2:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino shoko iri rakati rasvika kuna Joabhu, uyo akanga aita rangano naAdhoniya asi kwete naAbhusaromu, iye akatizira kutende raJehovha akandobata nyanga dzearitari.

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:27-37