1 Madzimambo 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Sezvamunoziva, umambo hwaiva hwangu. VaIsraeri vose vaitarisira kuti ndichatonga. Asi zvinhu zvakashanduka, umambo hukaenda kumunun'una wangu; nokuti hwakava hwake nokuda kwaJehovha.

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:11-24