1 Madzimambo 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akamuka akadya, akanwa. Zvokudya izvozvo zvakamupa simba zvokuti akafamba kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana kusvikira asvika paHorebhi, gomo raMwari.

1 Madzimambo 19

1 Madzimambo 19:6-15