1 Madzimambo 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Erisha akamusiya akadzokera. Akatora hando dzejoko rake akadzibaya. Akashandisa zvaairimisa sehuni dzokubikisa nyama yacho, akaipa kuvanhu, ndokubva vadya. Ipapo akasimuka akatevera Eria akabva ava muranda wake.

1 Madzimambo 19

1 Madzimambo 19:13-21