1 Madzimambo 19:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwaari, “Dzokera nenzira yawauya nayo, ugoenda kuGwenga reDhamasiko. Kana wasvikako, uzodze Hazaeri kuti ave mambo weAramu.

1 Madzimambo 19

1 Madzimambo 19:11-21